Online Bible

- Reklamy -




Ruka 5:15 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Asi mukurumbira wake wakapararira kwazvo, zvokuti vanhu vazhinji zhinji vakauya kuzomunzwa uye kuti vaporeswe zvirwere zvavo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Asi mukurumbira wake wakapararira nokupfuʋurisa; ʋanhu ʋazhinji‐zhinji ʋakaʋuŋgana kuzomunzwa, nokuporeswa matenda aʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Asi mukurumbira wake wakapararira nokupfuurisa; vanhu vazhinji-zhinji vakaungana kuzomunzwa, nokuporeswa matenda avo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Asi mukurumbira wake wakatopararira kwose kwose. Uzhinji hwavanhu hwakaungana kuzomunzwa nokuporeswa matenda avo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Asi mukurumbira wake wakatopararira kwose kwose. Uzhinji hwavanhu hwakaungana kuzomunzwa nokuporeswa matenda avo.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 5:15

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy