Ruka 4:43 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 Asi iye akati, “Ndinofanira kuparidza vhangeri roumambo hwaMwari kuna mamwewo maguta, nokuti ndizvo zvandakatumirwa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Asi wakati kwaʋari: Ndinofanira kuparidzira mamŋe maguta ʋo Evaŋgeri yoʋushe bgaMŋari; nokuti ndiɀo ɀandakatumirwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200243 Asi akati kwavari, “Ndinofanira kuparidzira mamwe magutawo Vhangeri youshe hwaMwari; nokuti ndizvo zvandakatumirwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Asi Jesu akati kwavari, “Ndinofanira kuparidzawo shoko rakanaka roumambo hwaMwari kuna mamwe maguta nokuti ndizvo zvandakatumirwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona43 Asi Jesu akati kwavari, “Ndinofanira kuparidzawo shoko rakanaka roumambo hwaMwari kuna mamwe maguta nokuti ndizvo zvandakatumirwa.” Viz kapitola |