Ruka 4:37 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Mukurumbira wake wakapararira munzvimbo dzose dzakapoteredza. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Mukurumbira wake ukanzwika kumatiʋi ose enyika yakapoteredza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200237 Mukurumbira wake ukanzwika kumativi ose enyika yakapoteredza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Mukurumbira wake wakanzwika mudunhu iro rose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona37 Mukurumbira wake wakanzwika mudunhu iro rose. Viz kapitola |