Ruka 4:31 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Ipapo akaburuka zasi kuKapenaume, guta riri muGarirea, akatanga kudzidzisa vanhu nomusi weSabata. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Ɀino wakaɓurukira Kapernaume, raiʋa guta reGarirea; akasiʋadzidzisa nemisi yesaɓata; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Zvino akaburukira Kapenaume, raiva guta reGariria; akasivadzidzisa nemisi yeSabata; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Jesu wakazodzika Kapenaumu, guta reGarirea, kwaakadzidzisa vanhu pamusi weSabata. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Jesu wakazodzika Kapenaumu, guta reGarirea, kwaakadzidzisa vanhu pamusi weSabata. Viz kapitola |