Ruka 4:26 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Asi Eria haana kutumwa kuno mumwe wavo, asi kuchirikadzi yeZerafati munyika yeSidhoni. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 asi Eria haana‐kutumŋa kunomumŋe waʋo, asi wakatumŋa Sarepta ɓedzi, munyika yeSidoni, kumukadzi waiʋa cirikadzi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 asi Eria haana kutumwa kune mumwe wavo, asi akatumwa Sarepita bedzi, munyika yeSidhoni, kumukadzi aiva chirikadzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 asi Eriya haana kutumwa kune imwe yadzo kusiya chete kune mukadzi aive chirikadzi kuZarefati munyika yeSidhoni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 asi Eriya haana kutumwa kune imwe yadzo kusiya chete kune mukadzi aive chirikadzi kuZarefati munyika yeSidhoni. Viz kapitola |