Online Bible

- Reklamy -




Ruka 4:21 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 uye akatanga nokuti kwavari, “Nhasi rugwaro urwu rwazadziswa munzeve dzenyu.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Ɀino akataŋga kuʋaʋudza, aciti: Nhasi rugwaro urwu rwaitika munzeʋe dzenyu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Zvino akatanga kuvaudza, achiti, “Nhasi rugwaro urwu rwaitika munzeve dzenyu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Zvino akatanga kutaura kwavari achiti, “Nhasi uno, gwaro dzvene iri ramazvinzwira nenzeve dzenyu razadziswa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Zvino akatanga kutaura kwavari achiti, “Nhasi uno, gwaro dzvene iri ramazvinzwira nenzeve dzenyu razadziswa.”

Viz kapitola kopírovat




Ruka 4:21

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy