Ruka 4:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 umo maakaedzwa naSatani kwamazuva makumi mana. Haana chaakadya pamazuva iwayo, uye pakupera kwamazuva iwayo akanzwa nzara. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 aciidzwa naDiaborosi mazuʋa anamakumi manna. Wakaŋga asiŋgadyi cinhu namazuʋa iwayo; ɀino akati apera, akaziya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 achiedzwa naDhiabhori mazuva ana makumi mana. Akanga asingadyi chinhu namazuva iwayo; zvino akati apera, akaziya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 kwamazuva makumi mana achiedzwa naSatani. Pamazuva iwayo haana chaakadya; zvino pakupera kwawo akaziya nenzara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 kwamazuva makumi mana achiedzwa naSatani. Pamazuva iwayo haana chaakadya; zvino pakupera kwawo akaziya nenzara. Viz kapitola |