Ruka 4:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Akaenda kuNazareta, kwaakanga arerwa, uye nomusi weSabata akapinda musinagoge, setsika yake. Akasimuka kuti averenge. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Akaȿika paNazareta, paakaŋga arerwa, akapinda musinagoge nomusi wesaɓata seɀaaisiita, akasimuka kuti araʋe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Akasvika kuNazareta, kwaakanga arerwa, akapinda musinagoge nomusi weSabata sezvaaisiita, akasimuka kuti arave. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Zvino Jesu akauya kuNazareti kwaakanga arerwa. Akapinda musinagogu nomusi weSabata, samaitiro ake. Akasimuka kuti averenge Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Zvino Jesu akauya kuNazareti kwaakanga arerwa. Akapinda musinagogu nomusi weSabata, samaitiro ake. Akasimuka kuti averenge Viz kapitola |