Ruka 4:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Satani akati apedza kuedza kwake kwose uku, akabva paari kusvikira pane imwe nguva. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Diaborosi akati apedza kuidza kwose, akamusiya kuȿikira imŋe ŋguʋa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Dhiabhori akati apedza kuedza kwose, akamusiya kusvikira imwe nguva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kuzoti Satani apedza mitoo yose yokumuedza nayo akambomusiya kusvikira pane imwe nguva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Kuzoti Satani apedza mitoo yose yokumuedza nayo akambomusiya kusvikira pane imwe nguva. Viz kapitola |