Ruka 4:10 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Nokuti kwakanyorwa kuchinzi: “ ‘Acharayira vatumwa vake pamusoro pako kuti vakuchengete kwazvo; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Nokuti kwakanyorwa, kucinzi: Ucaraira ʋatumŋa ʋake pamsoro pako, kuti ʋakuceŋgete; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Nokuti kwakanyorwa, kuchinzi, ‘Acharayira vatumwa vake pamusoro pako, kuti vakuchengete;’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 nokuti zvakanyorwa zvichinzi; ‘Mwari achaudza vatumwa vake kuti vakuchengete vachikudzivirira,’ uyezve Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 nokuti zvakanyorwa zvichinzi; ‘Mwari achaudza vatumwa vake kuti vakuchengete vachikudzivirira,’ uyezve Viz kapitola |