Ruka 3:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Johani akati kuvanhu vazhinji vaiuya kuzobhabhatidzwa naye, “Imi vana venyoka! Ndianiko akuyambirai kuti mutize kutsamwa kuchauya? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Naiɀoɀo wakati kuʋazhinji ʋaiʋuya kuzobapatidzwa naye: Imi ʋana ʋenyoka, ndianiko wakakunyeʋerai kuti mutize kutsamŋa kunoʋuya? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Naizvozvo akati kuvazhinji vaiuya kuzobhabhatidzwa naye, “Imi vana venyoka, ndianiko akakunyeverai kuti mutize kutsamwa kunouya? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Naizvozvo akati kuhuzhinji hwavanhu vaiuya kwaari kuzoombekwa naye, “Imi vana venyoka, ndianiko akakunyeverai kuti mutize chirango chirikuuya? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Naizvozvo akati kuhuzhinji hwavanhu vaiuya kwaari kuzoombekwa naye, “Imi vana venyoka, ndianiko akakunyeverai kuti mutize chirango chirikuuya? Viz kapitola |