Ruka 3:15 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Vanhu vakanga vakamirira vakatarisira, uye vose vakanga vachikahadzika mumwoyo mavo kuti zvimwe Johani akanga ari iye Kristu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino ʋanhu ʋakati ʋacatarira, ʋose ʋaciraŋgarira mumŋoyo maʋo pamsoro paJohane, kuti ɀimŋe ndiKristu, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Zvino vanhu vakati vagere vachatarisira, vose vachirangarira mumwoyo mavo pamusoro paJohani, kuti zvimwe ndiKristu, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Zvino vanhu zvavakanga vava nechitarisiro, vose vachizvibvunza nechemumwoyo yavo nezvaJohani, vachifunga kuti zvimwe angadaro ari iye Mesia, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Zvino vanhu zvavakanga vava nechitarisiro, vose vachizvibvunza nechemumwoyo yavo nezvaJohani, vachifunga kuti zvimwe angadaro ari iye Mesia, Viz kapitola |