Ruka 24:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 ‘Mwanakomana woMunhu anofanira kuiswa mumaoko avatadzi, arovererwe pamuchinjikwa agomukazve pazuva rechitatu.’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 kuti Mŋanakomana womunhu unofanira kuiswa mumaʋoko aʋanhu ʋakaipa, aroʋerwe pamucinjikwa, agomuka nezuʋa retatu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 kuti, ‘Mwanakomana womunhu anofanira kuiswa mumaoko avanhu vakaipa aroverwe pamuchinjikwa, agomuka nezuva retatu.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 zvokuti, ‘Mwanakomana womunhu anofanira kuiswa mumaoko avatadzi agorovererwa pamuchinjikwa asi agozomuka nezuva retatu.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 zvokuti, ‘Mwanakomana womunhu anofanira kuiswa mumaoko avatadzi agorovererwa pamuchinjikwa asi agozomuka nezuva retatu.’ ” Viz kapitola |