Online Bible

- Reklamy -




Ruka 24:50 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

50 Akati avatungamirira kunze kweguta pedyo neBhetania, akatambanudza maoko ake akavaropafadza.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

50 Ɀino akaʋatuŋgamirira kunze kweguta kuȿikira pakatarisana neBetania, ndokutambanudza maʋoko ake, akaʋaropafadza.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

50 Zvino akavatungamirira kunze kweguta kusvikira pakatarisana neBhetania, ndokutambanudza maoko ake, akavaropafadza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

50 Akavatungamirira kusvika kuBhetania. Akasimudza maoko ake akavakomborera.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

50 Akavatungamirira kusvika kuBhetania. Akasimudza maoko ake akavakomborera.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 24:50

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy