Online Bible

- Reklamy -




Ruka 24:33 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 Vakasimuka panguva iyoyo vakadzokera kuJerusarema. Ikoko, vakandowana vane Gumi noMumwe navamwe vavaiva navo, vakaungana pamwe chete

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Ʋakasimuka neŋguʋa iyo, ʋakadzokera Jerusarema, ʋakawana ʋanegumi nomumŋe naʋaiʋa naʋo ʋakaʋuŋgana.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

33 Vakasimuka nenguva iyo, vakadzokera Jerusaremu, vakawana vane gumi nomumwe navaiva navo vakaungana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Vakabva vasimuka nguva yakareyo vakadzokera kuJerusaremu. Vakasvikowana vane gumi nomumwechete vaya vakaungana navamwe vavaiva navo,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Vakabva vasimuka nguva yakareyo vakadzokera kuJerusaremu. Vakasvikowana vane gumi nomumwechete vaya vakaungana navamwe vavaiva navo,

Viz kapitola kopírovat




Ruka 24:33

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy