Ruka 24:31 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Ipapo meso avo akasvinudzwa vakamuziva, akabva anyangarika pamberi pavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Ipapo meso aʋo akaȿinudzwa, ʋakamuziʋa; akanyaŋgarika kwaʋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Ipapo meso avo akasvinudzwa, vakamuziva; akanyangarika kwavari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Maziso avo akabva azaruka vakabva vamuziva, asi iye akabva anyangarika kwavari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Maziso avo akabva azaruka vakabva vamuziva, asi iye akabva anyangarika kwavari. Viz kapitola |