Ruka 24:25 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Iye akati kwavari, “Haiwa imi vokusanzwisisa, uye vane mwoyo inononoka kutenda zvose zvakarehwa navaprofita! Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ɀino iye akati kwaʋari: Imi ʋokusafuŋga, munemŋoyo inononoka kutenda ɀose ɀakarebga naʋaprofita! Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Zvino iye akati kwavari, “Imi vokusafunga, mune mwoyo inononoka kutenda zvose zvakarehwa navaporofita! Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Jesu ndokuti kwavari, “Oo, inga muri mazirema chaiwo avanhu! Munechinono chaicho kutenda zvose zvakataurwa navaporofita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Jesu ndokuti kwavari, “Oo, inga muri mazirema chaiwo avanhu! Munechinono chaicho kutenda zvose zvakataurwa navaporofita. Viz kapitola |