Ruka 24:18 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Mumwe wavo ainzi Kiropasi, akati kwaari, “Ndiwe woga mushanyi muJerusarema asingazivi zvinhu zvakaitikamo mumazuva ano aya here?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Mumŋe waʋo, wainzi Kreopasi, akapindura, akati kwaari: Ko ndiwe woga ugere muJerusarema somutorwa, usiŋgaziʋi ɀakaitwa’mo mazuʋa ano here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Mumwe wavo, wainzi Kiropasi, akapindura, akati kwaari, “Ko ndiwe woga ugere muJerusaremu somutorwa, asingazivi zvakaitwamo mazuva ano here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Mumwe wavo ainzi Kiropasi akamupindura achiti, “Ndiwe woga here muenzi wemuJerusaremu, asingazivi zvinhu izvi zvakaitikamo mazuva ano aya?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Mumwe wavo ainzi Kiropasi akamupindura achiti, “Ndiwe woga here muenzi wemuJerusaremu, asingazivi zvinhu izvi zvakaitikamo mazuva ano aya?” Viz kapitola |