Online Bible

- Reklamy -




Ruka 23:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Herodhi akati achiona Jesu, akafara zvikuru, nokuti akanga achishuva kumuona kwenguva refu. Kubva pane zvaakanga ambonzwa nezvake, ainge achitarisira kuti amuone achiita zvishamiso.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ɀino Herode wakafara kwaɀo‐kwaɀo aciʋona Jesu; nokuti waiɗa kumuʋona kare, ɀaakaŋga anzwa ɀake; akafuŋga kuti ucaʋona cimŋe ciratidzo ciŋgaitwa naye.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Zvino Herodhi akafara kwazvokwazvo achiona Jesu; nokuti aida kumuona kare, zvaakanga anzwa zvake; akafunga kuti achaona chimwe chiratidzo chingaitwa naye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Herodhi paakaona Jesu akafara kwazvo nokuti kwenguva ndefu aidisisa kumuona nokuti akanga anzwa nezvake uye akanga achitarisira kuona chimwe chiratidzo chaiitwa naye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Herodhi paakaona Jesu akafara kwazvo nokuti kwenguva ndefu aidisisa kumuona nokuti akanga anzwa nezvake uye akanga achitarisira kuona chimwe chiratidzo chaiitwa naye.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 23:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy