Ruka 23:49 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi49 Asi vakanga vachimuziva, pamwe chete navakadzi vakanga vamutevera vachibva kuGarirea, vakamira nechokure, vakatarisa zvinhu zvose izvi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 Naʋazikani ʋake ʋose, naʋakadzi, ʋaimuteʋera ʋacibva Garirea, ʋakamira kure, ʋaciʋona iɀoɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200249 Navazikanwi vake vose, navakadzi, vaimutevera vachibva Gariria, vakamira kure, vachiona izvozvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Vose vaizivana naye namadzimai ainge amutevera achibva kuGarirea vakamira vari chinhambwe vakaona zvinhu izvi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona49 Vose vaizivana naye namadzimai ainge amutevera achibva kuGarirea vakamira vari chinhambwe vakaona zvinhu izvi. Viz kapitola |