Ruka 23:48 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi48 Vanhu vose vakanga vakaungana kuzopupura chiitiko ichi, vakaona zvakanga zvaitika, vakazvirova zvipfuva zvavo uye vakaenda. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)48 Ʋazhinji ʋose ʋakaŋga ʋakaʋuŋgana kuzoʋona iɀoɀo, ʋakati ʋaʋona ɀaitwa, ʋakadzoka ʋaciroʋa ɀifuʋa ɀaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200248 Vazhinji vose vakanga vakaungana kuzoona izvozvo, vakati vaona zvaitwa, vakadzoka vachirova zvipfuva zvavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 Gurumwandira rose ravanhu vakanga vaungana kuzoona zvaiitika, pavakaona zvakanga zvaitika, vakadzokera vangogumbata maoko nazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona48 Gurumwandira rose ravanhu vakanga vaungana kuzoona zvaiitika, pavakaona zvakanga zvaitika, vakadzokera vangogumbata maoko nazvo. Viz kapitola |