Ruka 23:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Ipapo Pirato akati kuvaprista vakuru navanhu vazhinji, “Handiwani hwaro hwemhosva inopomerwa murume uyu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Pirato akati kuʋaprista ʋakuru nokuʋazhinji: Handiwani mhoȿa kumunhu uyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Pirato akati kuvapristi vakuru nokuvazhinji, “Handiwani mhosva kumunhu uyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Pirato akati kuvapristi vakuru nemhomho yavanhu, “Handisi kuwana mhosva ine mhunhu uyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Pirato akati kuvapristi vakuru nemhomho yavanhu, “Handisi kuwana mhosva ine mhunhu uyu.” Viz kapitola |