Ruka 23:34 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Jesu akati, “Baba, varegererei, nokuti havazivi zvavari kuita.” Vakagovana nguo dzake vachikanda mijenya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ipapo Jesu akati: Ƃaɓa, muʋakaŋganwire, nokuti haʋaziʋi caʋanoita. Ʋakagoʋana ŋguʋo dzake, ʋacikanda mijenya pamsoro padzo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Ipapo Jesu akati, “Baba, muvakanganwire, nokuti havazivi chavanoita.” Vakagovana nguo dzake, vachikanda mijenya pamusoro padzo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Jesu akati, “Baba varegererei nokuti havazivi zvavari kuita.” Vakakanda mijenya kuti vagovane hanzu dzake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Jesu akati, “Baba varegererei nokuti havazivi zvavari kuita.” Vakakanda mijenya kuti vagovane hanzu dzake. Viz kapitola |