Ruka 23:32 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Vamwezve varume vaviri, vose vakanga vari mbavha, vakatorwawo pamwe chete naye kuti vandourayiwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Kwakaŋga kunaʋamŋe ʋatadzi ʋaʋiri ʋo, ʋaʋakaenda naʋo pamŋe cete naye kundoʋurawa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Kwakanga kuna vamwe vatadzi vaviri, vavakaenda navo pamwechete naye kundourawa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Vamwewo vaviri vaiva vapari vedzimhosva vakaendwawo navo kundouraiwa pamwechete naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Vamwewo vaviri vaiva vapari vedzimhosva vakaendwawo navo kundouraiwa pamwechete naye. Viz kapitola |