Ruka 23:27 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Vanhu vazhinji zhinji vakamutevera, pamwe chete navakadzi vakanga vachichema uye vachiungudza. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Akateʋerwa naʋanhu ʋazhinji‐zhinji, naʋakadzi ʋaimuririra nokumucema. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Akateverwa navanhu vazhinji-zhinji, navakadzi vaimuririra nokumuchema. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Akateverwa negurusvusvu ravanhu namadzimai vachiridza mhere vachimuchema. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Akateverwa negurusvusvu ravanhu namadzimai vachiridza mhere vachimuchema. Viz kapitola |