Online Bible

- Reklamy -




Ruka 23:25 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Akasunungura murume akanga aiswa mujeri nokuda kwebope uye nokuuraya, uyo wavakanga vakumbira, ndokubva avapa Jesu kuti vaite zvavanoda naye.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 akaʋasunuŋgurira uyo waʋakakumbira, wakaŋga asuŋgwa mutoroŋgo nemhaka yeɓope neyokuʋuraya; akaʋapa Jesu ʋaite nokuɗa kwaʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 akavasunungurira uyo wavakakumbira, akanga asungwa mutorongo nemhaka yebope neyokuuraya; akavapa Jesu vaite nokuda kwavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Akasunungura murume uya wavakanga vakumbira akanga aiswa mujeri nokuda kwenyonganyonga nokuuraya munhu; asi akaisa Jesu mumaoko avo kuti vaite zvavanoda naye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Akasunungura murume uya wavakanga vakumbira akanga aiswa mujeri nokuda kwenyonganyonga nokuuraya munhu; asi akaisa Jesu mumaoko avo kuti vaite zvavanoda naye.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 23:25

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy