Ruka 23:22 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Akati kwavari kechitatu, “Sei? Murume uyu atadzeiko? Handina kuwana mhosva paari yokuti atongerwe rufu. Naizvozvo, ndichaita kuti arohwe ndigomusunungura.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Akati kwaʋari rwecitatu: Uyu wakagotadzeiko? Handina‐kuwana mhoȿa yorufu kwaari. Naiɀoɀo ndicamuroʋa, ndigomusunuŋgura. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Akati kwavari rwechitatu, “Uyu akagotadzeiko? Handina kuwana mhosva yorufu kwaari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Rwechitatu akati kwavari, “Nemhaka yei? Atadzei? Handina kuwana maari mhosva inokodzera kufa. Naizvozvo ndichamurova chaizvo ndigomurega aende zvake.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Rwechitatu akati kwavari, “Nemhaka yei? Atadzei? Handina kuwana maari mhosva inokodzera kufa. Naizvozvo ndichamurova chaizvo ndigomurega aende zvake.” Viz kapitola |