Online Bible

- Reklamy -




Ruka 23:19 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 (Bharabhasi akanga aiswa mujeri nokuda kwebope raakanga amutsa muguta, uye nemhaka yokuuraya.)

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Iye wakaŋga asuŋgwa mutoroŋgo nemhaka yeɓope rakaŋga ramutswa muguta, neyokuʋuraya.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Iye akanga asungwa mutorongo nemhaka yebope rakanga ramutswa muguta, neyokuuraya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Bharabhasi murume akanga aiswa mujeri pamusana penyonganyonga yakanga yamuka muguta uye nokuuraya munhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Bharabhasi murume akanga aiswa mujeri pamusana penyonganyonga yakanga yamuka muguta uye nokuuraya munhu.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 23:19

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy