Online Bible

- Reklamy -




Ruka 22:59 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

59 Shure kweawa imwe chete mumwezve akauya akati, “Zvirokwazvo munhu uyu akanga anaye, nokuti muGarirea.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

59 Ŋguʋa ineŋge seimŋe yakati yapfuʋura, mumŋe ɀe akasimbisa, aciti: Ɀirokwaɀo, uyu wakaŋga anaye ʋo; nokuti muGarirea.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

59 Nguva inenge seimwe yakati yapfuura, mumwezve akasimbisa, achiti, “Zvirokwazvo, uyu akanga anayewo; nokuti muGariria.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

59 Mumashure mechinhambo chinoita awa imwechete, mumwezve akasimbisisa achiti, “Chokwadi chokwadi munhu uyu anga ainaye nokuti muGarirea.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

59 Mumashure mechinhambo chinoita awa imwechete, mumwezve akasimbisisa achiti, “Chokwadi chokwadi munhu uyu anga ainaye nokuti muGarirea.”

Viz kapitola kopírovat




Ruka 22:59

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy