Ruka 22:55 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi55 Asi vakati vabatidza moto pakati poruvazhe uye vagara pasi pamwe chete, Petro akagara pakati pavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)55 Ʋakati ʋaʋesa mŋoto pakati poruʋazhe, ʋakagara pasi pamŋe cete, naPetro akagara pakati paʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200255 Vakati vavesa moto pakati poruvazhe, vakagara pasi pamwechete, naPetirosi akagara pakati pavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika55 Pita akatevera ari chinhambwe. Pavakakuhwidza moto pakati penhandare vakagara pasi pamwechete, Pita akagarawo pakati pavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona55 Pita akatevera ari chinhambwe. Pavakakuhwidza moto pakati penhandare vakagara pasi pamwechete, Pita akagarawo pakati pavo. Viz kapitola |