Online Bible

- Reklamy -




Ruka 22:51 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

51 Asi Jesu akapindura achiti, “Zvaringana!” Uye akabata nzeve yomurume uya akamuporesa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

51 Jesu akapindura, akati: Regai, ɀariŋgana. Akaɓata nzeʋe yake, akamuporesa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

51 Jesu akapindura, akati, “Regai, zvaringana.” Akabata nzeve yake, akamuporesa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

51 Jesu akati, “Imi siyanayi nazvo izvi” akabata nzeve yake ndokumurapa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

51 Jesu akati, “Imi siyanayi nazvo izvi” akabata nzeve yake ndokumurapa.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 22:51

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy