Ruka 22:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Vakafara uye vakatenderana kuti vaizomupa mari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ʋakafara, ʋakatenderana naye ʋose kuti ʋamupe mari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Vakafara, vakatenderana naye vose kuti vamupe mari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Vakafara vakatsidza kumupa mari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Vakafara vakatsidza kumupa mari. Viz kapitola |