Ruka 22:49 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi49 Vateveri vaJesu vakati vaona zvakanga zvoda kuitika vakati, “Ishe, tivabaye neminondo yedu here?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 Ɀino ʋaiʋa naye ʋakati ʋaciʋona ɀicaitika, ʋakati: Ishe, totema neminondo here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200249 Zvino vaiva naye vakati vachina zvichaitika, vakati, “Ishe, totema neminondo here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Vakanga vakamupoteredza pavakaona zvakanga zvavakuda kuitika vakati, “Tenzi totema namapakatwa here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona49 Vakanga vakamupoteredza pavakaona zvakanga zvavakuda kuitika vakati, “Tenzi totema namapakatwa here?” Viz kapitola |