Online Bible

- Reklamy -




Ruka 22:45 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

45 Akati achisimuka kubva pakunyengetera, akadzokera kuvadzidzi, akasvikovawana vavata, vaneteswa nokusuwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

45 Akasimuka pakunyeŋgetera, akaenda kuʋadzidzi, akaʋawana ʋaʋata neshuŋgu dzomŋoyo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

45 Akasimuka pakunyengetera, akaenda kuvadzidzi, akavawana vavata neshungu dzomwoyo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

45 Paakasimuka paainamata, akauya kuvadzidzi akavawana vakakotsira nemhaka yokusuwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

45 Paakasimuka paainamata, akauya kuvadzidzi akavawana vakakotsira nemhaka yokusuwa.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 22:45

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy