Ruka 22:44 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi44 Uye ari pakutambudzika, akanyengetera zvikuru, uye ziya rake rakanga rakaita samadonhwe eropa anodonhera pasi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 Ɀino, ari pakutambudzika kukuru, wakanyanya kunyeŋgetera; ziya rake rikaita samaɗonhwe eropa, akaɗonhera pasi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200244 Zvino, ari pakutambudzika kukuru, akanyanya kunyengetera; ziya rake rikaita samadonhwe eropa, akadonhera pasi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Jesu achirwadziwa zvakanyanya kudaro, akatonyanya kunamata. Dikita rake rakaita samadonhwe makuru eropa achidonhera pasi.] Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona44 Jesu achirwadziwa zvakanyanya kudaro, akatonyanya kunamata. Dikita rake rakaita samadonhwe makuru eropa achidonhera pasi.] Viz kapitola |