Ruka 22:22 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Mwanakomana woMunhu achaenda sezvazvakatemwa, asi ane nhamo munhu uyo anomupandukira.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Nokuti Mŋanakomana womunhu unoenda hake, seɀaɀakatemŋa; asi unenhamo munhu uyo waanopandukirwa naye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 “Nokuti Mwanakomana womunhu anoenda hake, sezvazvakatemwa; asi anenhamo munhu uyo waanopandukirwa naye.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Mwanakomana womunhu anoenda zvake nenzira yaakatemerwa. Asi zvichamuwana munhu uyo anomutengesa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Mwanakomana womunhu anoenda zvake nenzira yaakatemerwa. Asi zvichamuwana munhu uyo anomutengesa.” Viz kapitola |