Ruka 22:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Nokuti ndinoti kwamuri, handichazoidyizve kusvikira yazadzisika muumambo hwaMwari.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Nokuti ndinoti kwamuri: Handicazoidyi, kuȿikira yaitika muʋushe bgaMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Nokuti ndinoti kwamuri, handichazoidyi, kusvikira yaitika muushe hwaMwari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 nokuti, ndinokuudzai kuti handichazochidya kusvikira chazadziswa muumambo hwaMwari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 nokuti, ndinokuudzai kuti handichazochidya kusvikira chazadziswa muumambo hwaMwari.” Viz kapitola |