Online Bible

- Reklamy -




Ruka 22:11 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 mugoti kumuridzi wemba, ‘Mudzidzisi ari kubvunza kuti: Imba yavaeni iripiko, umo mandingadyira Pasika navadzidzi vangu?’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 muti kumŋene weimba: Mudzidzisi unoti kwauri: Imba yaʋaeni iripiko, mandiŋgadyira paseka naʋadzidzi ʋaŋgu?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 muti kumuridzi weimba, ‘Mudzidzisi anoti kwauri, imba yavaeni iripiko, mandingadyira Pasika navadzidzi vangu?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 mugotaurira muridzi wemba iyoyo kuti, ‘Mudzidzisi ari kuti kwamuri, ko imba yavayeni mandichadyira Pasika navadzidzi vangu iripi?’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 mugotaurira muridzi wemba iyoyo kuti, ‘Mudzidzisi ari kuti kwamuri, ko imba yavayeni mandichadyira Pasika navadzidzi vangu iripi?’

Viz kapitola kopírovat




Ruka 22:11

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy