Ruka 21:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Kana mukanzwa zvehondo uye nokumukirana, musavhundutswa. Zvinhu izvozvi zvinofanira kutanga kuitika, asi kuguma hakuzosviki pakarepo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Kana mucinzwa ɀokurwa, nenyoŋganiso, musavunduka henyu, nokuti iɀoɀi ɀinofanira kumboitwa; asi kuguma hakuȿiki pakarepo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 “Kana muchinzwa zvokurwa, nenyonganiso, musavhunduka henyu, nokuti izvozvi zvinofanira kumboitwa; asi kuguma hakusi pakarepo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Kana monzwa zvehondo namanyongori, musatye nokuti izvi zvinofanira kutanga zvaitika asi kuguma hakubva kwangova pakare pakarepo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Kana monzwa zvehondo namanyongori, musatye nokuti izvi zvinofanira kutanga zvaitika asi kuguma hakubva kwangova pakare pakarepo.” Viz kapitola |