Online Bible

- Reklamy -




Ruka 21:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Vanhu vose ava vapa zvipo zvavo zvichibva papfuma yavo zhinji; asi uyu, nourombo hwake aisa zvose zvaanga achararama nazvo.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 nokuti aʋo ʋose ʋakaisa paɀipo, ʋacitora paɀizhinji ɀaʋo, asi uyu wakaisa, acitora pakushaiwa kwake, ɀaaifanira kurarama naɀo, ɀose ɀaakaŋga anaɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 nokuti avo vose vakaisa zvipo, vachitora pazvizhinji zvavanazvo, asi uyu akaisa, achitora pakushayiwa kwake, zvaayifanira kurarama nazvo, zvose zvaakanga anazvo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Asi iyo nourombo hwayo, yaisa zvose zvainorarama nazvo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Asi iyo nourombo hwayo, yaisa zvose zvainorarama nazvo.”

Viz kapitola kopírovat




Ruka 21:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy