Ruka 21:24 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Vachaurayiwa nomunondo uye vachaitwa vasungwa kundudzi dzose. Jerusarema richatsikwa neveDzimwe Ndudzi kusvikira nguva dzeveDzimwe Ndudzi dzazadziswa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ʋacaparadzwa nomuromo womunondo, nokutapxa kumarudzi ose; Jerusarema ricatsikwa naʋahedeni, kuȿikira ŋguʋa dzaʋahedeni dzazadzika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Vachaparadzwa nomunondo, nokutapwa kumarudzi ose; Jerusaremu richatsikwa navahedheni, kusvikira nguva dzavahedheni dzazadzika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Vachaparadzwa nehondo yebakatwa vachitapwa mukati memarudzi ose. Jerusaremu ichatsokodzerwa nevechirudzi; kusvikira nguva yevechirudzi yazadziswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Vachaparadzwa nehondo yebakatwa vachitapwa mukati memarudzi ose. Jerusaremu ichatsokodzerwa nevechirudzi; kusvikira nguva yevechirudzi yazadziswa. Viz kapitola |