Online Bible

- Reklamy -




Ruka 20:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Vakataurirana pakati pavo vakati, “Kana tikati, ‘Rwakabva kudenga,’ iye achati, ‘Seiko musina kumutenda?’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ʋakataurirana pakati paʋo, ʋaciti: Kana tikati, Kuɗeŋga, ucati: Makagoregerei kumutenda?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Vakataurirana pakati pavo, vachiti, “Kana tikati, ‘Kudenga,’ achati, ‘Makagoregerei kumutenda?’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Vakambokurukurirana pachavo vachiti, “Kana tikati rwakabva kudenga iye achati ko makaregererei kutenda kwaari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Vakambokurukurirana pachavo vachiti, “Kana tikati rwakabva kudenga iye achati ko makaregererei kutenda kwaari.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 20:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy