Ruka 20:47 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi47 Vanoparadza dzimba dzechirikadzi uye vanoita minyengetero mirefu, kuti vaonekwe. Vanhu vakadai vacharangwa zvakaomarara kwazvo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)47 ʋanoparadza dzimba dzecirikadzi, ʋaciita mano‐mano eminyeŋgetero mirefu; iʋaʋo ʋacatoŋgerwa ɀakaipa ɀinopfuʋurisa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200247 vanoparadza dzimba dzechirikadzi, vachiita manomano eminyengetero mirefu; ivavo vachatongerwa zvakaipa zvinopfuurisa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 Vanodya twemba dzechirikadzi; uye vanoita minamato mirefu yokungobata zvavo vanhu kumeso. Vachatemerwa chirango chakaremesa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona47 Vanodya twemba dzechirikadzi; uye vanoita minamato mirefu yokungobata zvavo vanhu kumeso. Vachatemerwa chirango chakaremesa.” Viz kapitola |