Ruka 20:34 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Jesu akapindura akati, “Vanhu venyika ino vanowana nokuwanikwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Jesu akati kwaʋari: Ʋanakomana ʋenyika ino ʋanowana, ʋuye ʋanowaniswa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Jesu akati kwavari, “Vanakomana venyika ino vanowana, uye vanowaniswa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Jesu akati kwavari, “Vanhu varizvino vanoroora uye vanoroorwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Jesu akati kwavari, “Vanhu varizvino vanoroora uye vanoroorwa. Viz kapitola |