Online Bible

- Reklamy -




Ruka 20:33 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 Zvino mukadzi uyu achava waaniko pakumuka kwavakafa sezvo akanga ari mukadzi kwavari vose vari vanomwe?”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Ɀino pakumuka ucaʋa mukadzi waniko kwaʋari? Nokuti wakaŋga ari mukadzi waʋose ʋanomŋe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

33 Zvino pakumuka achava mukadzi waaniko kwavari? Nokuti akanga ari mukadzi wavose vanomwe.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Ko zvino pakumuka kwavakafa achava mudzimai waani nokuti vose vari vanomwe akava mudzimai wavo?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Ko zvino pakumuka kwavakafa achava mudzimai waani nokuti vose vari vanomwe akava mudzimai wavo?”

Viz kapitola kopírovat




Ruka 20:33

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy