Online Bible

- Reklamy -




Ruka 20:25 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Vakapindura vakati, “NdezvaKesari.” Iye akati kwavari, “Ipai Kesari zvaKesari uye mugopa Mwari zvaMwari.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Ipapo akati kwaʋari: Naiɀoɀo ipai Kesari ɀaKesari, naMŋari ɀaMŋari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Ipapo akati kwavari, “Naizvozvo ipai Kesari zvaKesari, naMwari zvaMwari.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Iye akati kwavari, “Nezvo ipai kuna Siza zvaSiza mupewo kuna Mwari zvaMwari.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Iye akati kwavari, “Nezvo ipai kuna Siza zvaSiza mupewo kuna Mwari zvaMwari.”

Viz kapitola kopírovat




Ruka 20:25

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy