Ruka 20:22 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Ko, zvakanaka here kuti tiripe mutero kuna Kesari kana kuti kwete?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ko ɀino takatenderwa kuripira Kesari mutero here, kana kwete? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Ko zvino takatenderwa kuterera Kesari mutero here, kana kwete.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Zviri pamutemo here kubvisa mutero kuna Siza kana kuti kwete?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Zviri pamutemo here kubvisa mutero kuna Siza kana kuti kwete?” Viz kapitola |