Ruka 20:14 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 “Asi varimi vakati vachimuona, vakataurirana pachavo vakati, ‘Uyu ndiye mudyi wenhaka. Ngatimuurayei nhaka igova yedu.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Asi ʋarimi ʋakati ʋacimuʋona, ʋakaraŋgana, ʋakati: Uyu ndiye mugari wenhaka; ŋgatimuʋuraye, nhaka igoʋa yeɗu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Asi varimi vakati vachimuona, vakarangana, vakati, ‘Uyu ndiye mugari wenhaka; ngatimuuraye, nhaka igova yedu.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Asi vaya vaishandisa munda pavakamuona vakataurirana pachavo vachiti, ‘Uyu ndiye mugari wenhaka; uyai timuuraye kuti nhaka ive yedu.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Asi vaya vaishandisa munda pavakamuona vakataurirana pachavo vachiti, ‘Uyu ndiye mugari wenhaka; uyai timuuraye kuti nhaka ive yedu.’ Viz kapitola |