Online Bible

- Reklamy -




Ruka 20:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Nerimwe ramazuva paakanga achidzidzisa vanhu mutemberi uye achiparidza vhangeri, vaprista vakuru navadzidzisi vomurayiro, pamwe chete navakuru, vakasvika kwaari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino panerimŋe ramazuʋa iwayo, acidzidzisa ʋanhu mutembere, aciʋaparidzira Evaŋgeri, ʋaprista ʋakuru naʋanyori naʋakuru ʋakaȿika,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino pane rimwe ramazuva iwayo, achidzidzisa vanhu mutemberi, achivaparidzira Vhangeri, vapristi vakuru navanyori navakuru vakasvika,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Nerimwe zuva Jesu paaidzidzisa vanhu muTemberi achiparidza Shoko Rakanaka, vapristi vakuru nenyanzvi dzomutemo navakuru vakuru, vakauya vakati kwaari,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Nerimwe zuva Jesu paaidzidzisa vanhu muTemberi achiparidza Shoko Rakanaka, vapristi vakuru nenyanzvi dzomutemo navakuru vakuru, vakauya vakati kwaari,

Viz kapitola kopírovat




Ruka 20:1

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy