Ruka 2:49 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi49 Iye akati, “Manga muchinditsvakireiko? Manga musingazivi here kuti ndaifanira kunge ndiri mumba mababa vangu?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 Akati kwaʋari: Makaŋga mucinditȿakireiko? Makaŋga musiŋgaziʋi kuti ndinofanira kuʋa paɀinhu ɀaƂaɓa ʋaŋgu here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200249 Akati kwavari, “Makanga muchinditsvakireiko? Makanga musingazivi kuti ndinofanira kuva pazvinhu zvaBaba vangu here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Iye akavapindura achiti, “Chakaita kuti munditsvake kumwe kwese chii? Makanga musingazive here kuti ndinofanira kuva muimba yaBaba vangu?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona49 Iye akavapindura achiti, “Chakaita kuti munditsvake kumwe kwese chii? Makanga musingazive here kuti ndinofanira kuva muimba yaBaba vangu?” Viz kapitola |